Mariko 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, ndinokufarira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye inzwi rakauya richibva kudenga richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, wandinoda, wandinofarira kwazvo.” Sien die hoofstuk |