Mapisarema 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti makandirwira pane zvandinokodzera nezvandinochemera, makagara pachigaro chenyu chokutonga muchitonga zvakarurama. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti mandiruramisira mhoȿa yaŋgu; Makagara pacigaro coʋushe mucitoŋga nokururama. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti mandiruramisira mhosva yangu; Makagara pachigaro choushe muchitonga nokururama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti makandirwira pane zvandinokodzera nezvandinochemera, makagara pachigaro chenyu chokutonga muchitonga zvakarurama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti makandirwira pane zvandinokodzera nezvandinochemera, makagara pachigaro chenyu chokutonga muchitonga zvakarurama. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti makatsigira kodzero yangu nenyaya yangu; makagara pachigaro chenyu choushe, muchitonga zvakarurama kwazvo. Sien die hoofstuk |