Mapisarema 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti iye, unotsiʋa ropa, unoʋaraŋgarira; Haakaŋganwi kucema kwaʋarombo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakanganwi kuchema kwavarombo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti iye anotsiva ropa anorangarira; haashayiri hanya kuchema kwavanotambudzwa. Sien die hoofstuk |