Mapisarema 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makamuɓatisa ʋushe bgamaɓasa amaʋoko enyu; Makaisa ɀose pasi petsoka dzake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makamuita mutongi pamusoro pebasa ramaoko enyu; mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake: Sien die hoofstuk |