Mapisarema 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Jehovha ngaatonge marudzi. Nditongei, imi Jehovha, zvakafanira kururama kwangu, zvakafanira kukwaniswa kwangu, imi Wokumusoro-soro. Sien die hoofstuk |