Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mapisarema 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 muvengi ngaandironde andibate atsokodzere zvake upenyu hwangu muvhu anditi rabada muhuruva. Dzepfunde

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Muʋeŋgi ŋgaateʋerere mŋeya waŋgu, auɓate; Ŋgaatsikire ʋupenyu bgaŋgu pasi, Aise kukudzwa kwaŋgu muguruʋa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Muvengi ngaateverere mweya wangu, aubate; Ngaatsikire upenyu hwangu pasi, Aise kukudzwa kwangu muguruva.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 muvengi ngaandironde andibate atsokodzere zvake upenyu hwangu muvhu anditi rabada muhuruva. Dzepfunde

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 muvengi ngaandironde andibate atsokodzere zvake upenyu hwangu muvhu anditi rabada muhuruva. Dzepfunde

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 ipapo muvengi wangu ngaandidzinganise andibate; ngaatsike-tsike upenyu hwangu muvhu uye andivatise muguruva.

Sien die hoofstuk Kopieer




Mapisarema 7:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies