Mapisarema 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarira, unotambudzika pakuɓereka ɀakaipa; Ɀirokwaɀo, wakaʋa nemimba yeɀakashata, akaɓereka nhema. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Tarira, anotambudzika pakubereka zvakaipa; Zvirokwazvo, akava nemimba yezvakashata, akabereka nhema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Iye ane mimba yezvakaipa akatakura mimba yokutambudzika achabereka nhema. Sien die hoofstuk |