Mapisarema 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti parufu hapana‐ucakuraŋgarirai; Ndiani ucakuʋoŋgai paSheori? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti parufu hapana achakurangarirai; Ndiani achakuvongai paSheori? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hakuna anokurangarirai kana afa. Ndiani anokurumbidzai kubva muguva? Sien die hoofstuk |