Mapisarema 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, regai kundiraira pakutsamŋa kwenyu, Musandiroʋa nokusafara kwenyu kukuru. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nokusafara kwenyu kukuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa Jehovha, regai kundirayira mukutsamwa kwenyu, kana kundiranga muhasha dzenyu. Sien die hoofstuk |