Mapisarema 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Handiŋgatyi ɀuru ɀamazana ɀaʋanhu, Ʋakandikomberedza kuzorwa neni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Handingatyi zviuru zvamazana zvavanhu, Vakandikomberedza kuzorwa neni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Handizotyi makumi ezviuru vakandikomba kuti vandirwise. Sien die hoofstuk |