Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Mapisarema 21:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nokuti makaisa zvikomborero zvenyu paari nokusingaperi uye anofara nokuvapo kwenyu

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti munomukomborera ɀikuru nokusiŋgaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti munomukomborera zvikuru nokusingaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nokuti makaisa zvikomborero zvenyu paari nokusingaperi uye anofara nokuvapo kwenyu

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nokuti makaisa zvikomborero zvenyu paari nokusingaperi uye anofara nokuvapo kwenyu

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Zvirokwazvo makamupa maropafadzo anogara nokusingaperi, mukamufadza nomufaro pamberi penyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Mapisarema 21:6

Volg ons:

Advertensies

Advertensies