Mapisarema 21:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana zvavo vakafunga zvakaipa zvokukuitirai, kana vakaronga mazano akaipa havambobudirira Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti ʋakafuŋga kukuitirai ɀakaipa; Ʋakafuŋga zano rakaipa, asi haʋagoni kuɀiita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti vakafunga kukuitirai zvakaipa; Vakafunga zano rakaipa, asi havagoni kuzviita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana zvavo vakafunga zvakaipa zvokukuitirai, kana vakaronga mazano akaipa havambobudirira Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana zvavo vakafunga zvakaipa zvokukuitirai, kana vakaronga mazano akaipa havambobudirira Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kunyange vachirangana zvakaipa pamusoro penyu nokufunga mano akaipa, havangagoni kubudirira; Sien die hoofstuk |