Mapisarema 21:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muchaparadza vana vavo panyika uyewo vana vavo pakati pavanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mucaparadza ɀiɓereko ɀaʋo panyika, Naʋana ʋaʋo pakati paʋana ʋaʋanhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Muchaparadza zvibereko zvavo panyika, Navana vavo pakati pavana vavanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muchaparadza vana vavo panyika uyewo vana vavo pakati pavanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Muchaparadza vana vavo panyika uyewo vana vavo pakati pavanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Muchaparadza zvizvarwa zvavo kubva panyika, vana vavo kubva pakati pavanhu. Sien die hoofstuk |