Mapisarema 19:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kutya Mwari chinhu chakachena, chinogara nokusingaperi mitemo yaTENZI iri pachokwadi uye yakarurama kwazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kutya Jehova kwakanaka, kunogara nokusiŋgaperi; Ɀakatoŋgwa naJehova ndeɀaɀokwaɗi, ɀakarurama kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Kutya Jehovha kwakanaka, kunogara nokusingaperi; Zvakatongwa naJehovha ndezvazvokwadi, zvakarurama kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kutya Mwari chinhu chakachena, chinogara nokusingaperi mitemo yaTENZI iri pachokwadi uye yakarurama kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kutya Mwari chinhu chakachena, chinogara nokusingaperi mitemo yaTENZI iri pachokwadi uye yakarurama kwazvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kutya Jehovha kwakanaka, kunogara nokusingaperi. Zvakatongwa naJehovha ndezvechokwadi uye zvose zvakarurama. Sien die hoofstuk |