Mapisarema 19:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Rinobuda kwakaperera denga richifamba kundosvika kumwe kwarinogumira. Hakuna chingavande kupisa kwaro. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kuɓuɗa kwaro kunobva pamugumo weɗeŋga, Kupota kwaro kunoȿika pakuguma kwaro ɀe; Hakune‐cinhu cakaʋanzirwa kupisa kwaro. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Kubuda kwaro kunobva pamugumo wedenga, Kupota kwaro kunosvika pakuguma kwarozve; Hakune chinhu chakavanzirwa kupisa kwaro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Rinobuda kwakaperera denga richifamba kundosvika kumwe kwarinogumira. Hakuna chingavande kupisa kwaro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Rinobuda kwakaperera denga richifamba kundosvika kumwe kwarinogumira. Hakuna chingavande kupisa kwaro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Rinobuda kuno rumwe rutivi rwedenga richitenderera kusvikira kuno rumwe rutivi; hakuna chinhu chakavanzika kubva pakupisa kwaro. Sien die hoofstuk |