Mapisarema 19:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndidzivirireiwo ini muranda wenyu kuzvitadzo zvokuita ndichida. Ngazvirege kunditonga. Naizvozvo ndichava munhu asina mhosva uye asina kupara mhosva huru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Dzorai ʋo muranda wenyu paɀiʋi ɀokuɀikudza; Ŋgaɀirege kuʋa nesimba pamsoro paŋgu; ipapo ndicaʋa wakakwana, Handiŋgaʋi nemhoȿa yokuɗarika kukuru. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Dzoraiwo muranda wenyu pazvivi zvokuzvikudza; Ngazvirege kuva nesimba pamusoro pangu; ipapo ndichava akakwana, Handingavi nemhosva yokudarika kukuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndidzivirireiwo ini muranda wenyu kuzvitadzo zvokuita ndichida. Ngazvirege kunditonga. Naizvozvo ndichava munhu asina mhosva uye asina kupara mhosva huru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndidzivirireiwo ini muranda wenyu kuzvitadzo zvokuita ndichida. Ngazvirege kunditonga. Naizvozvo ndichava munhu asina mhosva uye asina kupara mhosva huru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Dzorai muranda wenyu kubva pakutadza nobwoni; ngazvirege kuva nesimba pamusoro pangu. Ipapo handizovi nemhosva, ndisina mhaka yokudarika kukuru. Sien die hoofstuk |