Mapisarema 19:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Inofanira kudiwa kukunda ndarama, kutopinda ndarama yakanakisisa, inotapirawo kupinda uchi kupinda musvisvi wezinga rouchi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀinofanira kutȿakwa kukunda ndarama, ɀirokwaɀo kukunda ndarama zhinji yakaiȿo‐naka; Ɀinotapira ʋo kupfuʋura ʋuci nomuȿi wamaziŋga oʋuci. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Zvinofanira kutsvakwa kukunda ndarama, zvirokwazvo kukunda ndarama zhinji yakaisvonaka; Zvinotapirawo kupfuura huchi nomusvi wamazinga ohuchi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Inofanira kudiwa kukunda ndarama, kutopinda ndarama yakanakisisa, inotapirawo kupinda uchi kupinda musvisvi wezinga rouchi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Inofanira kudiwa kukunda ndarama, kutopinda ndarama yakanakisisa, inotapirawo kupinda uchi kupinda musvisvi wezinga rouchi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvinokosha kupfuura goridhe, kupfuura goridhe rakanatswa; zvinotapira kupfuura uchi, kupinda uchi hwabva muzinga. Sien die hoofstuk |