Mapisarema 18:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vaiti vakangondinzwa chete vainditeerera. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋacaterera pakarepo kana ʋacindinzwa, Ʋatorwa ʋacanamata kwandiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200244 Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa, Vatorwa vachanamata kwandiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vaiti vakangondinzwa chete vainditeerera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vaiti vakangondinzwa chete vainditeerera. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Pavanongondinzwa, vanonditeerera; vatorwa vanokotama pamberi pangu. Sien die hoofstuk |