Mapisarema 18:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndakavapwanya-pwanya zvokuti havana kukwanisa kumuka, vakati rakata pasi petsoka dzangu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ndicaʋaɓaya, ʋakoniwe kusimuka; Ʋacawira pasi petsoka dzaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200238 Ndichavabaya, vakoniwe kusimuka; Vachawira pasi petsoka dzangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndakavapwanya-pwanya zvokuti havana kukwanisa kumuka, vakati rakata pasi petsoka dzangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ndakavapwanya-pwanya zvokuti havana kukwanisa kumuka, vakati rakata pasi petsoka dzangu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ndakavapwanya kuti vakoniwe kusimuka; vakawira pasi petsoka dzangu. Sien die hoofstuk |