Mapisarema 18:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kuna ane mwoyo wakanaka imi makanaka, asi kune ane muitiro wakakombama, imiwo munobva mavava. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Wakanaka munomuitira ʋo ɀakanaka, Nowakatsauka, munomuitira ʋo nehasha. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Akanaka munomuitirawo zvakanaka, Nowakatsauka, munomuitirawo nehasha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kuna ane mwoyo wakanaka imi makanaka, asi kune ane muitiro wakakombama, imiwo munobva mavava. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kuna ane mwoyo wakanaka imi makanaka, asi kune ane muitiro wakakombama, imiwo munobva mavava. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 kuna vakachena munoratidza kuchena kwenyu, asi kuna vakatsauka munoratidza hasha dzenyu. Sien die hoofstuk |