Mapisarema 18:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kuna akatendeka imi makatendeka, kune akarurama imi makarurama. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Uneŋgoni munomuitira ʋo neŋgoni, Nomunhu wakarurama kwaɀo, munomuitira ʋo ɀakarurama; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Ane ngoni munomuitirawo nengoni, Nomunhu wakarurama kwazvo, munomuitirawo zvakarurama; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kuna akatendeka imi makatendeka, kune akarurama imi makarurama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kuna akatendeka imi makatendeka, kune akarurama imi makarurama. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kuna vakatendeka munoratidza kutendeka kwenyu, kuna vasina chavangapomerwa munoratidza kusapomerwa kwenyu, Sien die hoofstuk |