Mapisarema 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndokusaka TENZI andidzorerawo maererano nokururama kwangu zvichifambiranawo nokuchena kwamaoko angu mukuona kwake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo Jehova wakandiitira ɀakaenzana nokururama kwaŋgu, Ɀakaenzana nokucena kwamaʋoko aŋgu pamberi pake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Naizvozvo Jehovha akandiitira zvakaenzana nokururama kwangu, Zvakaenzana nokuchena kwamaoko angu pamberi pake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndokusaka TENZI andidzorerawo maererano nokururama kwangu zvichifambiranawo nokuchena kwamaoko angu mukuona kwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndokusaka TENZI andidzorerawo maererano nokururama kwangu zvichifambiranawo nokuchena kwamaoko angu mukuona kwake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Jehovha akandipa mubayiro zvakaringana nokururama kwangu, zvakaringana nokuchena kwamaoko angu pamberi pake. Sien die hoofstuk |