Mapisarema 18:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kwaari, handina chinoshoreka. Ndakazvichengeta ndisina mhosva. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ndakaŋga ndakarurama ʋo kwaari, Ndakaɀiceŋgeta ini paɀakaipa ɀaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Ndakanga ndakaruramawo kwaari, Ndakazvichengeta ini pazvakaipa zvangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kwaari, handina chinoshoreka. Ndakazvichengeta ndisina mhosva. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kwaari, handina chinoshoreka. Ndakazvichengeta ndisina mhosva. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ndakanga ndisina chandingapomerwa pamberi pake, uye ndakazvichengeta kuti ndigare kure nechivi. Sien die hoofstuk |