Mapisarema 18:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti chainditungamirira, zvirongwa zvake zvose, mirawo yake handina kuibvisa kwandiri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti ɀose ɀaakatoŋga ɀakaŋga ɀiri pamberi paŋgu, Handina‐kusundira kure neni ɀaakatema. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti zvose zvaakatonga zvakanga zviri pamberi pangu, Handina kusundira kure neni zvaakatema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti chainditungamirira, zvirongwa zvake zvose, mirawo yake handina kuibvisa kwandiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 nokuti chainditungamirira, zvirongwa zvake zvose, mirawo yake handina kuibvisa kwandiri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mirayiro yake yose iri pamberi pangu; handina kutsauka pazvirevo zvake. Sien die hoofstuk |