Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Mapisarema 18:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 nokuti ndakarambira ndiri mumakwara aTENZI; handina kuita chakaipa chokusiyana naMwari wangu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Nokuti ndakaceŋgeta nzira dzaJehova, Handina‐kubva kunaMŋari waŋgu nokunyeŋgera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Nokuti ndakachengeta nzira dzaJehovha, Handina kubva kuna Mwari wangu nokunyengera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 nokuti ndakarambira ndiri mumakwara aTENZI; handina kuita chakaipa chokusiyana naMwari wangu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 nokuti ndakarambira ndiri mumakwara aTENZI; handina kuita chakaipa chokusiyana naMwari wangu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Nokuti ndakachengeta nzira dzaJehovha; handina kuita zvakaipa nokubva pana Mwari wangu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Mapisarema 18:21

Volg ons:

Advertensies

Advertensies