Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Mapisarema 18:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akandinunura kuvavengi vangu vane simba nokuna vaindivenga, nokuti vaiva nesimba kupinda ini.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Wakandirwira pamuʋeŋgi waŋgu unesimba, Nokunaʋanondiʋeŋga, nokuti ʋakaŋga ʋondikurira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akandirwira pamuvengi wangu ane simba, Nokuna vanondivenga, nokuti vakanga vondikurira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akandinunura kuvavengi vangu vane simba nokuna vaindivenga, nokuti vaiva nesimba kupinda ini.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Akandinunura kuvavengi vangu vane simba nokuna vaindivenga, nokuti vaiva nesimba kupinda ini.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Akandinunura kubva kuvavengi vangu vane simba, kubva kuvadzivisi vangu, vakanga vakasimba zvikuru kwandiri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Mapisarema 18:17

Volg ons:

Advertensies

Advertensies