Mapisarema 18:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akakanda miseve yake vakati dzvamu kuparara, akapenyesa mheni vakati ware kuparara. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Wakatuma miseʋe yake, akaʋaparadza; Ɀirokwaɀo, nemheni zhinji, akaʋavundusa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Akatuma miseve yake, akavaparadza; Zvirokwazvo, nemheni zhinji, akavavhundusa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akakanda miseve yake vakati dzvamu kuparara, akapenyesa mheni vakati ware kuparara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akakanda miseve yake vakati dzvamu kuparara, akapenyesa mheni vakati ware kuparara. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akapfura miseve yake akaparadzira vavengi vake, kupenya kukuru kwemheni kukavavhundutsa. Sien die hoofstuk |