Mapisarema 17:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi ini nokururama kwangu ndichakuonai kana ndomuka ndofara ndichikuonai mutumbi wenyu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ini ndicaʋona ciso cenyu pakururama; Ndicaguta nomufananidzo wenyu pakumuka kwaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Ini ndichaona chiso chenyu pakururama; Ndichaguta nomufananidzo wenyu pakumuka kwangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi ini nokururama kwangu ndichakuonai kana ndomuka ndofara ndichikuonai mutumbi wenyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi ini nokururama kwangu ndichakuonai kana ndomuka ndofara ndichikuonai mutumbi wenyu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvino ini mukururama, ndichaona chiso chenyu; pandinomuka, ndichagutswa nokuona mufananidzo wenyu. Sien die hoofstuk |