Mapisarema 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kuti mutoŋgere nherera nounotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba acivundusa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Kuti mutongere nherera neanotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba achivhundusa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 muchiruramisira nherera nevakamanikidzwa, kuti munhu wenyika, arege kuramba achingovhundutsa. Sien die hoofstuk |