Mapisarema 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti Jehovha anotarira nzira yavakarurama, asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Sien die hoofstuk |