Mabasa 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino wakati areʋa iɀoɀi, akakwidzwa, ʋacitaririra; gore rikamubvisa, ʋakasazomuʋona. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mushure mokunge ataura izvi, akakwidzwa kudenga pamberi pameso avo chaipo, uye gore rikamufukidza vakasazomuona. Sien die hoofstuk |