Judasi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kunyange Mikaeri mutumwa mukuru paaikakavadzana naDhiabhori, pavaiitirana nharo kuti ndiani achatora chitunha chaMosesi, haana kutaura namazwi okushora achimupa mhosva asi akati, “Tenzi ndiye achakupa mhosva.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi Mikaeri, mutumŋa mukuru, ŋguʋa yaakarwa naDiaborosi, akaita nharo naye pamsoro ʋomuʋiri waMosesi, wakatya kumupa mhoȿa namashoko okutuka, asi wakati: Ishe ŋgaakuraire. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Asi Mikaeri, mutumwa mukuru, nguva yaakarwa naDhiabhori, akaita nharo naye pamusoro pomuviri waMosesi, akatya kumupa mhosva namashoko okutuka, asi akati, “Ishe ngaakurayire.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kunyange Mikaeri mutumwa mukuru paaikakavadzana naDhiabhori, pavaiitirana nharo kuti ndiani achatora chitunha chaMosesi, haana kutaura namazwi okushora achimupa mhosva asi akati, “Tenzi ndiye achakupa mhosva.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kunyange Mikaeri mutumwa mukuru paaikakavadzana naDhiabhori, pavaiitirana nharo kuti ndiani achatora chitunha chaMosesi, haana kutaura namazwi okushora achimupa mhosva asi akati, “Tenzi ndiye achakupa mhosva.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi kunyange Mikaeri mutumwa mukuru, paakanga achirwa nadhiabhori pamusoro pomuviri waMozisi, haana kutsunga kutaura mashoko okutuka nokumupomera mhosva, asi akati, “Ishe ngaakutuke!” Sien die hoofstuk |