Judasi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuti ʋakakuʋudzai kuti neŋguʋa yokupedzisira ʋaseki ʋacaʋa’ko, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo ʋasiŋgaɗi Mŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 kuti vakakuudzai kuti, “Nenguva yokupedzisira vaseki vachavako, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakati kwamuri, “Munguva yokupedzisira kuchava navaseki vachatevera kuchiva kwavo.” Sien die hoofstuk |