Judasi 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Judasi, muranda waJesu Kristu, munuŋuna waJakobo, kunaʋakaɗanwa, ʋakaɗikanwa munaMŋari Ƃaɓa, ʋakaceŋgetererwa Jesu Kristu: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Judhasi, muranda waJesu Kristu, munun'una waJakobho, kuna vakadanwa, vakadikanwa muna Mwari Baba, vakachengetererwa Jesu Kristu: Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Judha, muranda waJesu Kristu nomununʼuna waJakobho, kuna vaya vakadanwa, vanodikanwa naMwari Baba, vanochengetwa naJesu Kristu: Sien die hoofstuk |