Johane 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Wakaŋga asiŋgatȿaki kuti munhu mumŋe apupure ɀomunhu; nokuti wakaŋga aciziʋa iye ɀiri mumunhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Akanga asingatsvaki kuti munhu mumwe apupure zvomunhu; nokuti akanga achiziva iye zviri mumunhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akanga asingatsvaki uchapupu hwomunhu pamusoro pomunhu nokuti akanga achiziva zvakanga zviri mumunhu. Sien die hoofstuk |