Johane 1:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akapindura, akati kwaari: Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuʋona munyasi momuʋonde here? Ucazoʋona ɀikuru kunaiɀoɀi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200250 Jesu akapindura, akati kwaari, “Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuona munyasi momuonde here? Uchazoona zvikuru kuna izvozvi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Jesu akati, “Unotenda nokuti ndakuudza kuti ndakuona uri pasi pomuonde. Uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvozvo.” Sien die hoofstuk |