Johane 1:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Natanaeri akamupindura, akati: Rabi, ndimi Mŋanakomana waMŋari, ndimi Ishe waIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200249 Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Ipapo Natanieri akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari; ndimi Mambo weIsraeri.” Sien die hoofstuk |