Johane 1:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Natanaeri akati kwaari: Kunecinhu cakanaka ciŋgabva Nazareta here? Firipo akati kwaari: Ʋuya, uʋone. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200246 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Natanieri akati, “Nazareta! Pane chinhu chakanaka chingabva kuNazareta here?” Firipi akati, “Uya uone.” Sien die hoofstuk |