Johane 1:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Aʋa maŋgwana akaɗa kuenda Garirea, akawana Firipo; Jesu akati kwaari: Nditeʋere. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200243 Ava mangwana akada kuenda Gariria, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Zuva rakatevera Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea. Akati awana Firipi akati kwaari, “Nditevere.” Sien die hoofstuk |