Johane 1:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 akatarisisa Jesu acifamba, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari! Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200236 akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Akati achiona Jesu achipfuura akati, “Tarirai, Gwayana raMwari!” Sien die hoofstuk |