Johane 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Aʋa maŋgwana wakaʋona Jesu aciʋuya kwaari, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari, rinobvisa ɀiʋi ɀenyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Ava mangwana akaona Jesu achiuya kwaari, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari, inobvisa zvivi zvenyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Chifume chamangwana Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarirai, Gwayana raMwari, rinobvisa chivi chenyika! Sien die hoofstuk |