Johane 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Iɀoɀi ɀakaitwa paBetania, mhiri kwaJoridani, kwaibapatidza Johane. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJorodhani, kwaibhabhatidza Johani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Izvi zvose zvakaitika paBhetani mhiri kwaJorodhani, uko kwaibhabhatidzira Johani. Sien die hoofstuk |