Johane 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋakamubvunza, ʋakati kwaari: Kana usi Kristu, kana Eria, kana muprofita uya, unogobapatidzireiko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Vakamubvunza, vakati kwaari, “Kana usiri Kristu, kana Eria, kana muporofita uya, unogobhabhatidzireiko?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 vakamubvunza vachiti, “Seiko zvino uchibhabhatidza kana usiri Kristu, kana Eria kana Muprofita?” Sien die hoofstuk |