Johane 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakamubvunza, ʋaciti: Asi kuɗiniko? Ndiwe Eria here? Akati: Handizi iye. Ko uri uya muprofita here? Akapindura, akati: Kwete. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eria here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakamubvunza vakati, “Zvino ndiwe aniko? Ndiwe Eria here?” Iye akati, “Handizi iye.” “Uri muprofita here?” Akapindura akati, “Kwete.” Sien die hoofstuk |