Johane 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hakunomunhu wakatoŋgoʋona Mŋari; Mŋari wakaɓerekwa ari mumŋe woga, uri pacifuʋa caƂaɓa, ndiye wakamuziʋisa isu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Hakuna munhu akatongoona Mwari; mwanakomana akabereka ari mumwe oga, ari pachifuva chababa, ndiye akamuzivisa isu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Hakuna akamboona Mwari, asi Mwanakomana Iye Mumwe Oga, ari pachipfuva chaBaba, akaita kuti azivikanwe. Sien die hoofstuk |