Johane 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 vana vasina kuberekwa neropa kana nokufunga kwomunhu kana nokuda kwomurume, asi vakaberekwa naMwari. Sien die hoofstuk |