Joere 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti kwaita rudzi rwavanhu vauya kuzorwisa nyika yangu, rudzi rune simba rusingaverengeki. Mazino arwo, mazino eshumba chaiwo, mbangura dzamazino arwo anenge mazino eshumba hadzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti rumŋe rudzi rwaȿika panyika yaŋgu, rwakasimba, rusiŋgaʋereŋgwi; meno arwo meno eshumba, runameno makuru eshumbakadzi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti rumwe rudzi rwasvika panyika yangu, rwakasimba, rusingaverengwi; meno arwo meno eshumba, runa meno makuru eshumbakadzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti kwaita rudzi rwavanhu vauya kuzorwisa nyika yangu, rudzi rune simba rusingaverengeki. Mazino arwo, mazino eshumba chaiwo, mbangura dzamazino arwo anenge mazino eshumba hadzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti kwaita rudzi rwavanhu vauya kuzorwisa nyika yangu, rudzi rune simba rusingaverengeki. Mazino arwo, mazino eshumba chaiwo, mbangura dzamazino arwo anenge mazino eshumba hadzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Rudzi rwarwisa nyika yangu, rune simba uye haruverengeki; rune meno eshumba nameno makuru eshumbakadzi. Sien die hoofstuk |