Joere 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munda waparadzwa, nyika inocema; nokuti ɀiyo ɀaparadzwa, waini itȿa yapxa, mafuta apera. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Munda waparadzwa, nyika inochema; nokuti zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapwa, mafuta apera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Minda yaparadzwa, pasi paoma; zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapera, mafuta hakuchina. Sien die hoofstuk |