Jakobo 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi kutsuŋgirira ŋgakuʋe neɓasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwaɀo, musiŋgashaiwi cinhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Asi kutsungirira ngakuve nebasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwazvo, musingashayiwi chinhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kutsungirira kunofanira kupedza basa rako kuitira kuti imi mukure uye muve vakakwana, musingashayiwi chinhu. Sien die hoofstuk |