Genesi 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀose ɀinofamba ɀipenyu ɀicaʋa ɀokudya ɀenyu; ndinokupai ɀose, seɀandakakupai miriʋo mitema. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Zvose zvinofamba zvipenyu zvichava zvokudya zvenyu; ndinokupai zvose, sezvandakakupai miriwo mitema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvinhu zvose zvinorarama nezvinokambaira zvichava zvokudya zvenyu. Sezvandakakupai muriwo munyoro, ndiri kukupai zvino zvinhu zvose. Sien die hoofstuk |